DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Nharokadzi / ihunza mhosva

Shona Definition

Kupopotedzana kwavanhukadzi hakutevedzerwi, kana munhu akada kukutevedzera, anoguma asisina wokunzwana naye. Munhukadzi, zvikuru kana vari mai vemba, vakagaropopota nguva dzose vanoshayisa mhuri yose mufaro.

English Translation

Squabbling among women is best left alone; anyone who gets drawn into it ends up on bad terms with everybody. A woman, especially the mother of a household, who is forever bickering robs the whole family of its peace.

Cultural Context

“Said as advice to keep one's distance from quarrelsome people of difficult temperament.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Mhandakadzi / ihonza varanda

A quarrelsome, complaining woman wears her servants down until they waste away.