Browse Tsumo
Shona Definition
Ukaita zvinhu nechimbichimbi, unozvipishanisa zvokuti unozozvidzokorodza zvakare. Kana uchifamba rwendo, zviri nani kunyatsorongedzera zvose kuti uregere kusiya chimwe chinhu chaungazodzokera uchirasa nguva zhinji.
English Translation
Rushing leads to mistakes that have to be put right, so the hurry costs more time than it saves. Before a journey it is better to pack carefully than to leave something behind and have to go back for it.
Cultural Context
“Said to someone impatient to arrive or to finish, especially when preparing for a journey.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.