DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Ndoita zvingani / kuti mhanza, kuti mavende?

Shona Definition

Munhu anozviona nokuzvichema saiye oga anotambudzika pano panyika kana awirwa nenhamo mbiri kana kuti zhinji nenguva imwe chete.

English Translation

How much am I expected to endure — baldness and gap-teeth at once? A person feels singularly cursed when several troubles land on him at the same moment.

Cultural Context

“Quoted when misfortunes pile up together, as when a man loses his money on the road and then finds his home has been burgled.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.