DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mwana asina mai / haarari hope dzamasikati

Shona Definition

Munhu mupangami anoita zvinhu zvake achichenjerera kurasikirwa nezvaanazvo nokudaro haawanzi kuruza. Kana munhu akawana makomborero akafanira kuachengetedza uye kuashandisa muungwaru nokuti kana akarasikirwa nawo haazoawanizve.

English Translation

There is no daytime sleeping for a child whose mother has died. Careful people handle their affairs with an eye to not losing what is theirs, and they seldom do lose it; blessings that come one's way have to be guarded and used shrewdly, because once they are gone they will not be had again. Watchfulness is what keeps a fortune in a person's hands.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Mwana chingwarire / haapunyutsi mbeva

In the hands of a child who takes care, a mouse stays caught.