Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu kana achiri musikana ndiyo nguva yokuti ani nani anomuda amunyenge. Hapana mukomana anofanira kumuchengera kunge akamuroora. Kana chinhu chisati chava chomunhu, vanhu vanokwikwidzana kuti chive chavo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.