DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Muridzo wembwa ndomumwe chete

Shona Definition

Zvakanaka kurayira mwana anenge akanganisa, vamwe vana vose varipo kuti vazvinzwewo. Izvi zvinoita kuti vazorega kuita zvinhu zvakafanana naizvozvo.

English Translation

A single whistle calls every dog, so one rebuke can teach a whole group at once. Correcting one person where the others can hear lets everyone learn what is expected of them.

Cultural Context

“Said to justify reprimanding one individual in front of others, since the whole group benefits from the lesson.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.