DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mukuru mutumwa / svosve rakatuma nzou

Shona Definition

Zviri patsika yechivanhu ndezvokuti munhu mukuru ndiye ane maruramiro okutuma mudoko asi dzimwe nguva panosvika chinhanho chokuti mudoko atume mukuru.

English Translation

Custom has it that the older person gives orders to the younger one, yet circumstances can arise in which a junior sends a senior on an errand. Even a great person may be called upon by someone small.

Cultural Context

“Quoted in emergencies such as an accident, when even a chief might be asked by a lesser person to come and assist the injured.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.