DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mukadzi itsime / rinoti asvika anocherawo

Shona Definition

Munhukadzi, zvikuru musikana, anodiwa nomurume oga oga. Izvi ndizvo zvinoita kuti chero wasvika paari ataurewo mazwi ake orudo. Zvokudiwa kana zvokurambwa hazvinei asi shoko rinenge rakandwa.

English Translation

A woman is like a well: anyone who comes to it draws water. Almost any woman will draw a man's interest, so each one who passes puts his words of admiration to her, whether or not she accepts him.

Cultural Context

“Used of the way men feel entitled to make advances to any woman or girl they encounter.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.