DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mombe yetsiru / manhenda waikama

Shona Definition

Vanhu vanowanzokonona kuti vabvume kuti zvinhu zvinoitwa nomunhu wavasina chivimbo naye zvingabudirira. Napozve, hazvina kunaka kuti munhu abva angotendeswa kuti zvinhu zvichabuda nomutoo wakati izvo zvisati zvaitika.

English Translation

Whether a young heifer will ever give milk remains an open question. People are right to hold back their trust in anyone or anything that has not yet proved itself, and it is unwise to be talked into certainty about an outcome before it happens.

Cultural Context

“Used to dampen premature hope or hasty conclusions — for instance about a young couple in love who have yet to show they can live together, or about promises not yet kept.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.