Browse Tsumo
Shona Definition
Seminwe yamaoko isina kureba zvakaenzana, vanhu vose vakasiyanawo patsika, pamimhu uye kuita kwavo. Hapana vanhu vakasikwa vakafanana.
English Translation
Just as the fingers on a hand are not all of the same length, people differ from one another in their ways and conduct; no two were created alike.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.