DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Mombe chena inoparira pavete nhema.

Shona Definition

Kana vanhu vaviri vakapunyuka kubva mumaoko avavengi vavo, vanoedza kuzvivanzarika kuti vararame. Asi kana mumwe wavo akashaya hanya zvokuti angabatwazve, zvinoreva kuti atoparira shamwari yake kuti ibatwewo.

English Translation

When two people are hiding together after a risky venture, the carelessness of one exposes the other as well. One partner's lack of caution is enough to get both of them caught.

Cultural Context

“Used of companions in a dangerous or unlawful undertaking, where one man's recklessness brings ruin on his associate.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.