Browse Tsumo
Shona Definition
Kuti chinhu chose chibudirire, kusanganisa nemitambo yemifaro, zvakafanira kuitwa mukubatira pamwe zvekare zvinofanira kuitwa mumajana. Kuti zvibude zvakanaka ndiko kuti nhasi zviri pako mangwana zvava pamumwe.
English Translation
Anything, festivities included, succeeds through people working together, with the burden falling on one household today and on another tomorrow. Those who share in a celebration are expected to host one in their turn.
Cultural Context
“Invoked to encourage neighbours living together to pull their weight for one another, as with work-party beer.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.