DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kunonoka huvizhura

Shona Definition

Vamwe vanoti kunonoka kunorozva munhu asi kazhinji kunonoka ndiko kunowanisa zvizhinji kupinda kukasira. Munhu anenge ane hwahwa akawandirwa navanhu anoregera kuhuburitsa dzamara vanhu vazhinji vaenda. Saka kana munhu uya anosvika pashure pezvi ndiye anonwa hwahwa kupinda vaya vambenge vakasirisa.

English Translation

Arriving late can work in your favour rather than against you. A host with beer and too large a crowd may hold it back until most have left, so those who turn up last drink more than those who came early.

Cultural Context

“Offered as consolation, or as an observation, when someone who was delayed ends up better off than the punctual.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.