DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kugovera zvidembo mumwena / mangwana unotakura ibwe.

Shona Definition

Kugaropana zvinhu muchivande, pasina aripowo, mumwe musi munozorwa manyengedzana. Zvinhu ndezvokupanawo pana vamwe vanhu kuti kana zvazoipa pawane zvapupu.

English Translation

Dividing things up in secret, with nobody else present, ends in quarrelling and cheating later on. Deals made where no one can see them can always be denied afterwards.

Cultural Context

“Used to urge that transactions be concluded in front of witnesses so that any later dispute can be settled.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.