DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kugarika tange nhamo / rugare rugotevera

Shona Definition

Vanhu vazhinji vakagarika nhasi havana kutanga nyore nyore. Zviri nani kutanga munhu achitambudzika agozowana rugare mushure. Zvinogona kuti munhu wose ari kutambudzika nhasi agarike pamazuva anotevera achikanganwa nhamo dzake.

English Translation

Comfort is reached by a long and hard road: hardship comes first and ease afterwards. Anyone who wants to enjoy something must be ready to sweat for it, and present suffering may well give way to a settled life later.

Cultural Context

“Parents say it to children to make clear that the harsh side of life cannot be side-stepped on the way to happiness.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.