DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kudya mombe / idya yebadza / kudya yomwana, mangwana inokudyawo

Shona Definition

Munhu oga oga akafanira kuvimba nechinhu chokuzvisevenzera iye. Zviya zvokunyinduka nepfuma yakabva kuroora romwanasikana hazvina chivimbo nokuti kana mwana uyu akashereketa ikoko kumurume, pfuma iya inozoda kudzorerwa.

English Translation

Live off what your own labour has earned you; beast won by your hoe is safely yours, but the one that came as bridewealth for your daughter may have to be given back and will cost you later.

Cultural Context

“Warns against relying on lobola cattle, since a marriage that breaks down obliges the family to return them.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.