Browse Tsumo
Shona Definition
Hakuna munhu angararama asingakwereti vamwe. Kugara nokugara vanhu vaingofa vachisiya vasina kuripa mangava avo saka nanhasi hakuna murume angafa asina chikwereti chaanosiya kuti chizoripwa navana vake kana kuti nehama dzake.
English Translation
Nobody goes through life without borrowing from others, and it has always been so. Hardly any man dies with every obligation settled; some debt is left for his sons or relatives to clear.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.