DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Dziva rine ngwena / idivakamwe

Shona Definition

Nzvimbo ine njodzi haiwanzi kusvikwa kaviri nakatatu. Munhu akaona kuti apa pane njodzi zviri nani kusadzokerapo zvakare.

English Translation

A pool holding crocodiles is one you bathe in a single time. A place already known to be dangerous is not worth returning to.

Cultural Context

“Used to warn someone against going back to a situation that has already proved hazardous.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.