DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Doro romunyimi rinovava

Shona Definition

Kubva kare doro haraifanira kunyimwa munhu. Zvaiti kana munhu akawana panosvinwa hwahwa aipiwa. Asi doro romunyimi raizovava nemhosva yokuti anenge aribikira chimbi-chimbi achitya kuti vanhu vangaripedza. Norumwe rutivizve, kana doro rikagarisa nemhosva yokuti muridzi waro haadi kuripa vanhu, rinodzoka rovava.

English Translation

A mean person's beer turns out bitter: she either rushes the brewing because she is anxious to keep it from others, or hoards it so long that it spoils and can no longer be drunk.

Cultural Context

“Beer is by custom brewed for everyone to drink.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.