DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Dembo harivhiyiwi paruzhinji

Shona Definition

Kuti munhu uwane zvaunoda pane imwe nzvimbo kana kuna vamwe vanhu, wakafanira kutanga wavanzarika zvakaipa zvako dzamara wazowana zvose zvaunoda zvacho.

English Translation

While you are still hoping to win a favour or obtain something of value from others, you must keep your faults out of sight. Letting people see what you really are will destroy your chances.

Cultural Context

“Applied to situations where one is seeking something from others and would be wise to keep shortcomings hidden.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.