DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chura kugara mumvura / handi kunwa

Shona Definition

Munhu kugara pakati pavapfumi hazvirevi kuti iye mupfumiwo. Nyangwe ivo vapfumi pachavo, hazvirevi kuti zvavaine pfuma yakawanda kudaro, hapana zvimwe zvinhu zvavanoshayiwa pamhuri dzavo.

English Translation

Living among wealthy people does not make a person wealthy, and even the rich themselves lack plenty of things despite their possessions.

Cultural Context

“Used to warn against reading too much into outward appearances and judging people hastily by the company they keep.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.