DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chinotsvakwa mafaro / nhamo inouya yoga

Shona Definition

Zvinogona kuti munhu ashande nesimba kuitira kuuyisa upfumi. Vose vanhu vakapfuma vakatobva nokure. Asi urombo uye kurasikirwa nezvinhu kunongovinga munhu kunyange asingadi.

English Translation

Good fortune has to be hunted down through hard work, while trouble arrives of its own accord. Growing rich is a long, demanding road, but falling into poverty takes no effort at all.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.