DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

China manenji hachifambisi / chinomirira kuti mavara acho aonekwe

Shona Definition

Nguva dzose kana paine chinhu chinoshamisa chinoda kuitika kunotanga manenji nezvimwe zviitiko zvakakomba. Asi vanhu vanenge vakayeverwa, votozoyeuka chinhu chacho chaitika. Kana munhu oda kuzvisungirira anotanga aita zvishereketo uye kutaura mazwi okuvhumuka anoshamisa vanhu.

English Translation

Something ominous takes its time, waiting until its markings can be seen. Strange or tragic events are usually announced beforehand by odd happenings that people only understand afterwards.

Cultural Context

“Applied, for example, to a man about to take his own life, whose puzzling instructions and arrangements make sense only once the deed is done.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.