DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chikovo chinofa chapedza huku.

Shona Definition

Munhu akaipa anofar kana kubva pachigaro chake akanganisira vanhu vazhinji chaizvo, nokuvatambudza.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.