Browse Tsumo
Shona Definition
Zviri nyore kushora nokutsoropodza munhu kana achinge asipo. Paupenyu hwavanhu, kuna vamwe vanonyanya kuda kutaura zvavamwe zvakaipa kana vachiona kuti havapo asi kana vachinge vazouya vonyarara.
English Translation
One ladle stands in for the other whenever the other is missing. People find it easy to run someone down while that person is away, and fall silent the moment they appear.
Cultural Context
“Cited at a gathering against a member who attacks somebody who is not there to answer.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.