DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chedahunha chiri kumusoni

Shona Definition

Kana munhu aine chake anochishandisa pamadiro ake. Munhu anozvikanganisira zvinhu zvake haarwadziwi mwoyo nokuti ndiye anenge aita sokuda kwake.

English Translation

What belongs to a person is his to handle exactly as he likes, and if he ruins it he feels no grief, since the doing was his own.

Cultural Context

“Used to assert that no one may interfere with what an owner chooses to do with his own property.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.