DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chaparuzhinji / chinoonekwa ngewatanga. (M)

Shona Definition

Kana uchida kuti uwane chinhu chaunoziva kuti chinogona kungotorwa chero naani zvake, unofanira kukurumidza kusvika chisati chapera. Zvekare hapana munhu anofanira kutsutsumwa kana akashayiwa chinhu chaparuzhinji.

English Translation

Whatever is open to all comers has to be claimed quickly, before the supply is gone; and going away empty-handed from such a thing is no cause for resentment.

Cultural Context

“Used both to press for promptness where goods are there for the taking, and to tell someone not to grumble at having missed out on them.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Chovoruzhinji / awana ndowatanga

What belongs to everyone goes to whoever gets there first.