DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chakatanga ndicho chakachenjedza.

Shona Definition

Zvinhu zvinowanzoipiswa nezvimwe zvinenge zvakamboitika zvakaipa. Munhu anogona kuita chinhu chakanaka chozopedzisira chava chakaipa. Anozozvrdemba kuti dai akaziva asina kuchirta. Kana akazonzi achiite mumwe musi anozoramba nokuti ancngo akachenjedzwa nechiya chakatanga.

English Translation

Things are often spoiled by past bad experiences. A person can do something good that ends up turning out bad. They then regret not knowing and not doing it in the first place. If they are asked to do it again another time, they will refuse because they have been warned by what happened before.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.