DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Bveni hariramwirwe munda

Shona Definition

Kana munhu aparadzirwa chimwe chinhu chake nomumwe haafaniri kuramwira uya munhu kuti achipedzise asi kuti anotofanira kuchitora agomuripisa. Tsumo iyi inotaurwa kumunhu anenge atorerwa mukadzi negomba. Haafaniri kupa mukadzi wake kugomba asi kutoripirwa iye achitora mukadzi wake zvakare.

English Translation

When someone damages what belongs to you, you do not surrender it to him in disgust; you take it back and make him pay for the harm done.

Cultural Context

“Said to encourage a man whose wife has been seduced to keep her and claim compensation from the adulterer rather than give her up.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.