DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Basa / mangwanani

Shona Definition

Kana munhu achida kuita basa rake akafanira kuita achiri mangwanani, nguva ichiripo kuitira kuti kana akawana zvipingamupinyi anozowana nguva yokuzvigadzirisa.

English Translation

Morning is the time for good work. Beginning while the hours are still ahead of you leaves room to put right whatever goes wrong later.

Cultural Context

“Said to press for an early start on a task, since committing early is what carries an undertaking through.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

This is a variant of

Kuhamba kufumira / kwamambo hakuna beto

You get somewhere by setting out early; no fee is collected at the chief's court for latecomers.