DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Akonwa haasiyi mudzimu warembera padare

Shona Definition

Munhu achinge anzvengwa nemhosva padare haaoneki zvakare anotaridza kuti haachadzokeri nokudaro haana chake chaanosiya. Izvi zvinoreva kuti kana munhu akashaya chaanoda pane imwe nzvimbo kana obvapo hapana chaanonyengerera.

English Translation

The loser of a case leaves nothing of his behind at the court. Having been beaten, he goes off quietly without farewells and with no reason to come back.

Cultural Context

“Said of anyone who, failing to get what they came for, departs a place quickly and without ceremony.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.