DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

tananga

Shona Definition

Kuti tananga kumira wakaparadzanisa makumbo, usingadi kutsika munhu kana zvimwewo zviri pasi pako

English Translation

Describes standing with the legs spread apart, so as not to tread on a person or other things beneath you.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries