DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

ringindi

Shona Definition

Kuti ringindi kurara kunoita munhu kana mhuka zvinoratidza kuzorora kukuru. Kuti ringindi kudzika negomba kunoita chinenge chawiramo. Kuti ringindi kunatsokwana kunoita bango mugomba.

English Translation

Describes a person or animal lying asleep in a way that shows deep rest; also the sinking down into a hole of something that has fallen in, and the way a pole fits snugly into a hole.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries