DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

riva

Shona Definition

Kuti riva kushanda pamwe chete kwavanhu vanenge vakawanda. Kuti riva kutangirana pamwe chete kuita chamunenge muchiita.

English Translation

Describes a large number of people working together; also starting on something at the same time as one another.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries