Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti namu kutora zvinhu zvisiri zvako, uchitiza nazvo. Vakazongoona at chikwama chavo namu, achibva ati tore kumhanya akananga kumusika kwainge kuzere vanhu. Kuti namu kubva kwechange chakanamirwa.
English Translation
Describes taking things that are not yours and running off with them. Example: They just saw their purse go namu, and he snatched it and ran off towards the market, which was full of people. Also describes something that had been stuck on coming away.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.