DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

nanava nanava

Shona Definition

Kuti nanava nanava kufamba kwemunhu anorwara kana akaneta. Kuti nanava nanava kufamba wakangonyara nyara, semunhu anorwara asina simba. nava nava .

English Translation

Describes the walk of a person who is ill or exhausted — moving feebly and haltingly, like a sick person with no strength. Compare nava nava.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.