Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti mwanda kupararira kwezvinhu kana kwevanhu panzvimbo. Vanhu vakati mwanda pamuchato, apo vakange vashanyirwa nemukuze wenyuchi.
English Translation
Describes the scattering of things or people about a place. People scattered mwanda at the wedding when a swarm of bees came upon them.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mwanda chimwanda”
from musumbu“Uku kumhanya muchitizira mativi ose kuti mwanda sezvinoita vanhu vanenge vavhundutswa.”
from bararamhanya“Kana mvura ya enda inenge yati mwanda isisanaye asi yanga ichimbonaya chaizvo.”
from -enda