DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

munyungu

Shona Definition

Kuti munyungu karuzha kaunoita pakuedza kutsenga chikafu chakaomarara kwaunenge uchiita wakavhara muromo.

English Translation

The small noise you make when trying to chew hard food with your mouth closed.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.