Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti ka kusunga zvinhu. Akati katundu kake netambo ka, kwava kunanga nzira. Kuti ka kurova chinhu chakaoma nechimwezve chinhu chakaoma. Akamuti netsvimbo ka mumusoro.
English Translation
Describes tying things up, as in: he tied his luggage with a rope ka and then set off along the path. Also describes striking one hard object against another, as in: he struck him on the head with a stick ka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.