DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

kabu

Shona Definition

Kuti kabu kuruma nyama. Bere rakati mombe kabu pachidya. Kuti kabu kurara panze kana kuti usina chawakafuka. Kuti kabu kurara kwemunhu kana mhuka vakafa. kunaunva . Kuti kabu kuzara kana kuzarisa komudziyo kana rukova. nde .

English Translation

Describes biting into meat, as in: the hyena bit the cow kabu on the thigh. Also used of sleeping outside or without any covering, and of the way a dead person or animal lies; also of a vessel or a stream being full or being filled up. Compare kunaunva, nde.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries