Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti hutu kubva panzvimbo kana kunyangarika nokukasika zvokusazoonekwa zvakare. Chitundumuseremusere chakati hutu chakananga kumakore. tande .
English Translation
Describes leaving a place or vanishing so quickly as never to be seen again, as of a creature shooting off towards the clouds. Compare tande.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Mukuwasha paakanyimwa mukadzi nekuti akanga aramba kubvisa mari yerusimudzo, akakunjaira achienda kumota kwake, ndiye hutu.”
from -kunjaira“Tsotsi payakaona mapurisa yakabva yati kwaku ichipinda mumota, ndiye hutu kuenda.”
from kwaku“Tsotsi payakaona mapurisa yakabva yati kwaku ichipinda mumota, ndiye hutu kuenda.”
from kwaku