DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

gugudu

Shona Definition

Kuti gugudu kurova chinhu kana munhu kusvikira afa. Chikomana chakati mbwanana gugudu, chichiti chiri kutamba, izvi chatouraya.

English Translation

Describes beating a thing or a person until it dies. "The boy struck the puppy gugudu, thinking he was playing, but he had actually killed it."

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.