Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti gumu kurovera pachinhu zvinyoronyoro. Kuti gumu kukonzera kuti zvinhu zviteuke mushure mokunge wagumha chinhu chazvinenge zviri. Kuti gumu kutanga kuita chinhu.
English Translation
Describes knocking or striking against something gently. Also describes causing things to spill after knocking the container they are in, and also the starting of doing something.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.