DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

gu

Shona Definition

Kuti gu kurovera kwechinhu pane chimwe. bvanga, guma . Kuti gu kusangana kwevanhu vanga vasina kuzvironga. Kuti gu kukutura zvinhu uchirova-rova mazvinenge zviri. Iti gu gaba iri, munyu wose ubude.

English Translation

Describes the knocking of one thing against another (compare bvanga, guma); also the unplanned meeting of people; also the emptying out of things by tapping the container they are in. Example: Tap this tin gu so that all the salt comes out.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.