Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti futyunu kubudisa zvinhu zvakawanda panguva imwe chete, usingashandisi simba rakawanda. Kuti futyunu kubudisa maziso panze uchiadzvondora, sezvinoitwa nomunhu ashamiswa kana kuvhunduswa.
English Translation
Describes bringing out a large quantity of things at one time without using much effort. Also describes bulging the eyes outward in a fixed stare, as a person does when astonished or startled.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.