Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti fuzhu kubvajuka kunoita zvinhu zvichibuda mumudziyo wokutakurira. Zviyo zvakati fuzhu, saga rabvaruka. fushu .
English Translation
Describes things bursting out of a container used for carrying. The grain went fuzhu when the sack tore. Compare fushu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“fuzhu .”
from fushu“fuzhu .”
from fushu