DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

faratata

Shona Definition

Kuti faratata kubuda kwemweya zvishoma nezvishoma, sezvinoita taira rine ponji duku. Kuti faratata kufa kunoita munhu achiita zvishoma nezvishoma kusvikira asisafemi.

English Translation

Describes air escaping little by little, as from a tyre with a small puncture. Also used of a person dying slowly, bit by bit, until they breathe no more.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.