DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

fatata

Shona Definition

Kuti fatata kunyatsorara, hope dzakakutsikirira. Kuti fatata kufa, kunyanya kana izvi zvangoerekana zvaitika vanhu vasingambofungiri. Kuti fatata kudonha pasi wobva wazvambarara nedumbu.

English Translation

Describes sleeping deeply, overcome by sleep; also of dying, especially when it happens suddenly and unexpectedly; also of falling down and sprawling flat on one's stomach.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.