Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti dzudzunu kusvika vanhu vasingafungiri. Murume anopenga akangoti dzudzunu kubva musango. tutururu
English Translation
Describes arriving when people are not expecting it. Example: the madman just appeared, dzudzunu, out of the bush. Compare tutururu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.