Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti dzvatsu kuonana kana kuzivana nomunhu musingazvifungiri. Amai vakati mwana wavo dzvatsvu akatobata mari yokuba.
English Translation
Describes seeing or coming upon someone unexpectedly, when they do not suspect it; as when a mother came upon her child unawares, already holding stolen money.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.